Genesisi 4:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Iye akati: “Waitei? Teerera! Ropa romunun’una wako riri kushevedzera kwandiri riri panyika.+ VaHebheru 11:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Nokutenda Abheri akapa Mwari chibayiro chaikosha kupfuura chaKaini,+ kunova kutenda kwakaita kuti apupurirwe kuti akanga akarurama, Mwari achipupurira+ pamusoro pezvipo zvake; uye nokutenda kwacho, kunyange zvazvo iye akafa, achiri kutaura.+
4 Nokutenda Abheri akapa Mwari chibayiro chaikosha kupfuura chaKaini,+ kunova kutenda kwakaita kuti apupurirwe kuti akanga akarurama, Mwari achipupurira+ pamusoro pezvipo zvake; uye nokutenda kwacho, kunyange zvazvo iye akafa, achiri kutaura.+