Mako 13:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 “Nokuti rudzi ruchamukira rudzi noumambo huchamukira umambo,+ kuchava nokudengenyeka kwenyika+ munzvimbo nenzvimbo, kuchava nokushomeka kwezvokudya.+ Izvi zvichava kutanga kwemarwadzo enhamo.+ Ruka 21:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 kuchava nokudengenyeka kwenyika kukuru, uye munzvimbo nenzvimbo muchava nematenda nokushomeka kwezvokudya;+ kuchava nezvinoonekwa zvinotyisa uye zviratidzo zvikuru zvichabva kudenga.+
8 “Nokuti rudzi ruchamukira rudzi noumambo huchamukira umambo,+ kuchava nokudengenyeka kwenyika+ munzvimbo nenzvimbo, kuchava nokushomeka kwezvokudya.+ Izvi zvichava kutanga kwemarwadzo enhamo.+
11 kuchava nokudengenyeka kwenyika kukuru, uye munzvimbo nenzvimbo muchava nematenda nokushomeka kwezvokudya;+ kuchava nezvinoonekwa zvinotyisa uye zviratidzo zvikuru zvichabva kudenga.+