VaHebheru 10:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 Nokuti munofanira kutsungirira,+ kuti kana maita zvinodiwa naMwari,+ mugamuchire kuzadzika kwechipikirwa.+
36 Nokuti munofanira kutsungirira,+ kuti kana maita zvinodiwa naMwari,+ mugamuchire kuzadzika kwechipikirwa.+