Mabasa 1:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Iye akati kwavari: “Hazvisi zvenyu kuti muzive nezvenguva kana mwaka+ zvakaiswa naBaba musimba ravo;+ 1 VaTesaronika 5:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino hama, kana dziri nguva nemwaka,+ hamufaniri henyu kunyorerwa chinhu.
7 Iye akati kwavari: “Hazvisi zvenyu kuti muzive nezvenguva kana mwaka+ zvakaiswa naBaba musimba ravo;+