Mateu 18:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 “Ndokusaka umambo hwokumatenga hwakafanana nomumwe murume, mambo,+ aida kugadzirisa zvemari dzake+ nevaranda vake. Ruka 19:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 “Pakupedzisira paakadzoka awana simba roumambo, akarayira kuti varanda vaya vaakanga apa mari yesirivha vashevedzwe, kuti aone kuti vakanga vawanei pakuita bhizimisi kwavo.+
23 “Ndokusaka umambo hwokumatenga hwakafanana nomumwe murume, mambo,+ aida kugadzirisa zvemari dzake+ nevaranda vake.
15 “Pakupedzisira paakadzoka awana simba roumambo, akarayira kuti varanda vaya vaakanga apa mari yesirivha vashevedzwe, kuti aone kuti vakanga vawanei pakuita bhizimisi kwavo.+