Mateu 10:42 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 Munhu wose anopa mumwe wevaduku ava kapu chete yemvura inotonhorera kuti anwe nokuti iye mudzidzi, chokwadi ndinokuudzai, haazomborasikirwi nomubayiro wake.”+
42 Munhu wose anopa mumwe wevaduku ava kapu chete yemvura inotonhorera kuti anwe nokuti iye mudzidzi, chokwadi ndinokuudzai, haazomborasikirwi nomubayiro wake.”+