1 VaKorinde 11:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Nokuti ndakagamuchira kubva kunaShe zviya zvandakakugamuchidzaiwo, kuti Ishe Jesu muusiku+ hwaakanga achizogamuchidzwa, akatora chingwa,
23 Nokuti ndakagamuchira kubva kunaShe zviya zvandakakugamuchidzaiwo, kuti Ishe Jesu muusiku+ hwaakanga achizogamuchidzwa, akatora chingwa,