VaEfeso 1:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Tinosunungurwa norudzikinuro neropa+ rake pachishandiswa iye, chokwadi, iko kukanganwirwa+ kwokudarika kwedu, maererano noukuru hwomutsa waMwari usina kukodzera kuwanwa.+ VaHebheru 9:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Chokwadi, zvinenge zvinhu zvose zvinocheneswa neropa+ maererano noMutemo, uye kana ropa rikasadururwa+ hapana kukanganwirwa kunovapo.+
7 Tinosunungurwa norudzikinuro neropa+ rake pachishandiswa iye, chokwadi, iko kukanganwirwa+ kwokudarika kwedu, maererano noukuru hwomutsa waMwari usina kukodzera kuwanwa.+
22 Chokwadi, zvinenge zvinhu zvose zvinocheneswa neropa+ maererano noMutemo, uye kana ropa rikasadururwa+ hapana kukanganwirwa kunovapo.+