Dhanieri 7:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 “Ndakaramba ndakatarira pane zvandakaratidzwa usiku, ndikaona nechekoko! mumwe munhu akafanana nomwanakomana womunhu+ achiuya aine makore+ okumatenga; akasvika kune Akakwegura Pamazuva,+ uye vakamuswededza pamberi pake.+ Mako 14:62 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 62 Jesu akabva ati: “Ndini; uye imi muchaona Mwanakomana womunhu+ agere kuruoko rworudyi+ rwesimba achiuya nemakore okudenga.”+ Zvakazarurwa 1:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Tarira! Ari kuuya nemakore,+ uye maziso ose achamuona,+ nevaya vakamubaya;+ uye madzinza ose enyika achazvirova nemhaka yeshungu nokuda kwake.+ Chokwadi, Ameni.
13 “Ndakaramba ndakatarira pane zvandakaratidzwa usiku, ndikaona nechekoko! mumwe munhu akafanana nomwanakomana womunhu+ achiuya aine makore+ okumatenga; akasvika kune Akakwegura Pamazuva,+ uye vakamuswededza pamberi pake.+
62 Jesu akabva ati: “Ndini; uye imi muchaona Mwanakomana womunhu+ agere kuruoko rworudyi+ rwesimba achiuya nemakore okudenga.”+
7 Tarira! Ari kuuya nemakore,+ uye maziso ose achamuona,+ nevaya vakamubaya;+ uye madzinza ose enyika achazvirova nemhaka yeshungu nokuda kwake.+ Chokwadi, Ameni.