Ruka 23:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Pavakasvika panzvimbo inonzi Dehenya,+ vakamuroverera ipapo pamwe chete nevanhu vacho vaiita zvakaipa, mumwe kurudyi rwake uye mumwe kuruboshwe rwake.+ Johani 19:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Achizvitakurira danda rokutambudzikira,+ akaenda+ kunonzi kuNzvimbo yeDehenya, inonzi Gorogota muchiHebheru;+
33 Pavakasvika panzvimbo inonzi Dehenya,+ vakamuroverera ipapo pamwe chete nevanhu vacho vaiita zvakaipa, mumwe kurudyi rwake uye mumwe kuruboshwe rwake.+
17 Achizvitakurira danda rokutambudzikira,+ akaenda+ kunonzi kuNzvimbo yeDehenya, inonzi Gorogota muchiHebheru;+