Genesisi 22:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Pashure paizvozvo Abrahamu akatora huni dzechinopiwa chinopiswa akadzitakudza Isaka mwanakomana wake,+ akatora moto nebanga rokuurayisa akazviisa mumaoko ake, vaviri vacho vakapfuurira pamwe chete.+ Mateu 27:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Sezvavakanga vachibuda vakawana munhu wokuKurini ainzi Simoni.+ Vakamanikidza murume uyu kuti atakure danda rake rokutambudzikira.
6 Pashure paizvozvo Abrahamu akatora huni dzechinopiwa chinopiswa akadzitakudza Isaka mwanakomana wake,+ akatora moto nebanga rokuurayisa akazviisa mumaoko ake, vaviri vacho vakapfuurira pamwe chete.+
32 Sezvavakanga vachibuda vakawana munhu wokuKurini ainzi Simoni.+ Vakamanikidza murume uyu kuti atakure danda rake rokutambudzikira.