Mabasa 2:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 Petro akati kwavari: “Pfidzai,+ uye mumwe nomumwe wenyu ngaabhabhatidzwe+ muzita+ raJesu Kristu kuti mukanganwirwe+ zvivi zvenyu, uye muchagamuchira chipo chepachena+ chomudzimu mutsvene. Mabasa 8:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Asi zvino pavakatenda Firipi, akanga achizivisa mashoko akanaka pamusoro poumambo hwaMwari+ uye pamusoro pezita raJesu Kristu, vakabva vabhabhatidzwa, varume nevakadzi.+
38 Petro akati kwavari: “Pfidzai,+ uye mumwe nomumwe wenyu ngaabhabhatidzwe+ muzita+ raJesu Kristu kuti mukanganwirwe+ zvivi zvenyu, uye muchagamuchira chipo chepachena+ chomudzimu mutsvene.
12 Asi zvino pavakatenda Firipi, akanga achizivisa mashoko akanaka pamusoro poumambo hwaMwari+ uye pamusoro pezita raJesu Kristu, vakabva vabhabhatidzwa, varume nevakadzi.+