Mateu 28:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Naizvozvo endai munoita kuti vanhu vemarudzi ose+ vave vadzidzi,+ muchivabhabhatidza+ muzita raBaba+ neroMwanakomana+ neromudzimu mutsvene,+ Mabasa 18:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Asi Krispo+ mukuru aitungamirira sinagogi akatenda munaShe, uye ndizvo zvakaitawo imba yake yose. VaKorinde vazhinji vakazvinzwa vakatanga kutenda, vakabhabhatidzwa.
19 Naizvozvo endai munoita kuti vanhu vemarudzi ose+ vave vadzidzi,+ muchivabhabhatidza+ muzita raBaba+ neroMwanakomana+ neromudzimu mutsvene,+
8 Asi Krispo+ mukuru aitungamirira sinagogi akatenda munaShe, uye ndizvo zvakaitawo imba yake yose. VaKorinde vazhinji vakazvinzwa vakatanga kutenda, vakabhabhatidzwa.