RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaEfeso 4:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 Tsamwai henyu, asi musatadza;+ zuva ngarirege kuvira makatsamwa,+

  • VaKorose 3:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Asi zvino bvisai zvose pamuri+ zvinoti, hasha, kutsamwa, zvinhu zvakaipa, kutuka,+ uye bvisai kutaura kunonyadzisa+ mumiromo yenyu.

  • Jakobho 1:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Zivai izvi, hama dzangu dzinodiwa. Munhu wose anofanira kukurumidza kunzwa, anonoke kutaura,+ anonoke kuva nehasha;+

  • Jakobho 5:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Makapa mhosva munhu akarurama uye makamuponda. Zvino iye haasi kukushorai here?+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe