1 Timoti 2:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Naizvozvo ndinoda kuti varume munzvimbo dzose varambe vachinyengetera, vachisimudza maoko akavimbika,+ pasina hasha+ uye nharo.+ 1 Johani 4:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Kana munhu achitaura kuti: “Ndinoda Mwari,” asi achivenga hama yake, iye murevi wenhema.+ Nokuti uyo asingadi hama yake,+ yaakaona, haangavi achida Mwari, waasina kumboona.+
8 Naizvozvo ndinoda kuti varume munzvimbo dzose varambe vachinyengetera, vachisimudza maoko akavimbika,+ pasina hasha+ uye nharo.+
20 Kana munhu achitaura kuti: “Ndinoda Mwari,” asi achivenga hama yake, iye murevi wenhema.+ Nokuti uyo asingadi hama yake,+ yaakaona, haangavi achida Mwari, waasina kumboona.+