1 Johani 2:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 nokuti zvinhu zvose zviri munyika+—kuchiva kwenyama+ nokuchiva kwemaziso+ nokushamisira nezvinhu zvoupenyu zvomunhu+—hazvibvi kuna Baba, asi zvinobva munyika.+
16 nokuti zvinhu zvose zviri munyika+—kuchiva kwenyama+ nokuchiva kwemaziso+ nokushamisira nezvinhu zvoupenyu zvomunhu+—hazvibvi kuna Baba, asi zvinobva munyika.+