2 Madzimambo 15:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Mugore rechipiri raPeka mwanakomana waRemariya mambo waIsraeri, Jotamu+ mwanakomana waUziya+ mambo waJudha akava mambo.
32 Mugore rechipiri raPeka mwanakomana waRemariya mambo waIsraeri, Jotamu+ mwanakomana waUziya+ mambo waJudha akava mambo.