RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 15
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

2 Madzimambo 15:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 14:21; 2Mak 26:1
  • +2Mad 14:1

2 Madzimambo 15:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 26:3

2 Madzimambo 15:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 14:3; 2Mak 26:4

2 Madzimambo 15:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 33:52; Dhe 12:14; 2Mak 6:6; 32:12
  • +1Sa 14:35; 1Mad 22:43; 2Mad 14:4

2 Madzimambo 15:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 26:19; Job 34:19
  • +Nu 12:10; 2Mad 5:27
  • +Re 13:46; Dhe 24:8
  • +2Mad 15:32; 1Mak 3:12; 2Mak 26:21
  • +1Sa 8:5; 1Mad 3:9; Pis 72:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2015, p. 21

    8/1/2005, p. 11

2 Madzimambo 15:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 14:29; 2Mak 26:22

2 Madzimambo 15:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 6:1
  • +2Mak 26:23

2 Madzimambo 15:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 14:21
  • +2Mad 14:29

2 Madzimambo 15:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 13:2; 14:24
  • +1Mad 12:28; 13:33
  • +Eks 32:21; 1Mad 14:16

2 Madzimambo 15:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 35:20; Dhe 19:11
  • +Ho 1:4; Amo 7:9
  • +Jos 17:11; 2Mad 9:27

2 Madzimambo 15:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 14:19

2 Madzimambo 15:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 14:27; 44:26; 55:11
  • +2Mad 10:30
  • +2Mad 13:1, 10; 14:23, 29
  • +Nu 23:19

2 Madzimambo 15:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 26:1; Mt 1:8
  • +Ho 5:7

2 Madzimambo 15:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 15:17
  • +1Mad 14:17; 15:21; 16:8, 17
  • +2Mad 15:10

2 Madzimambo 15:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 19:11

2 Madzimambo 15:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 8:12; Amo 1:13

2 Madzimambo 15:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 15:13

2 Madzimambo 15:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 11:38
  • +1Mad 12:28; 13:33
  • +Eks 32:21; 1Mad 14:16

2 Madzimambo 15:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 5:26
  • +Ge 2:14; 2Mad 17:23
  • +Dhe 28:45; 2Mad 12:18; 16:8
  • +1Mad 16:24
  • +Jer 17:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rugwaro Rwose,” p. 69

    Nharireyomurindi,

    2/15/1988, p. 26

2 Madzimambo 15:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 23:35

2 Madzimambo 15:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 15:14
  • +1Mad 14:19; 1VaK 10:11

2 Madzimambo 15:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 15:26

2 Madzimambo 15:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 20:5; Zvi 28:2

2 Madzimambo 15:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 11:38; 2Mad 15:28
  • +1Mad 12:28; 13:33
  • +1Mad 14:16

2 Madzimambo 15:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 28:6
  • +2Mad 7:17; 9:25
  • +Nu 35:20; Dhe 19:11
  • +1Mad 16:18

2 Madzimambo 15:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 14:19

2 Madzimambo 15:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 28:6; Isa 7:1
  • +Isa 7:4, 9

2 Madzimambo 15:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 12:13
  • +1Mad 12:28; 13:33
  • +Eks 20:3; 1Mad 14:16

2 Madzimambo 15:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 16:7; 1Mak 5:6, 26; 2Mak 28:20
  • +Isa 8:4
  • +1Mad 15:20
  • +2Sa 20:18; 1Mad 15:20
  • +Jos 19:37; 20:7
  • +Jos 11:10; Vat 4:2
  • +Nu 32:40; Dhe 3:15
  • +Jos 20:7; 1Mad 9:11; Isa 9:1; Mt 4:15
  • +Jos 19:32
  • +Re 26:38; Dhe 28:64; 2Mad 17:23

2 Madzimambo 15:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 17:1
  • +Dhe 19:11
  • +Mt 26:52
  • +2Mak 27:1

2 Madzimambo 15:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 14:19

2 Madzimambo 15:32

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 3:12; 2Mak 27:7; Mt 1:9
  • +2Mad 14:21; 15:1; 1Mak 3:12

2 Madzimambo 15:33

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 27:1

2 Madzimambo 15:34

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:1; Mup 12:13
  • +2Mak 27:2

2 Madzimambo 15:35

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 33:52; Dhe 12:14; 2Mak 6:6; 32:12
  • +2Mak 27:3

2 Madzimambo 15:36

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 15:6; 2Mak 27:7

2 Madzimambo 15:37

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:49; Pis 78:49; Isa 10:5; Jer 43:10
  • +2Mad 16:5; Isa 7:2
  • +2Mad 15:27; 2Mak 28:6; Isa 7:1

2 Madzimambo 15:38

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 14:31
  • +1Mak 3:13

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 Madz. 15:12Mad 14:21; 2Mak 26:1
2 Madz. 15:12Mad 14:1
2 Madz. 15:22Mak 26:3
2 Madz. 15:32Mad 14:3; 2Mak 26:4
2 Madz. 15:4Nu 33:52; Dhe 12:14; 2Mak 6:6; 32:12
2 Madz. 15:41Sa 14:35; 1Mad 22:43; 2Mad 14:4
2 Madz. 15:52Mak 26:19; Job 34:19
2 Madz. 15:5Nu 12:10; 2Mad 5:27
2 Madz. 15:5Re 13:46; Dhe 24:8
2 Madz. 15:52Mad 15:32; 1Mak 3:12; 2Mak 26:21
2 Madz. 15:51Sa 8:5; 1Mad 3:9; Pis 72:1
2 Madz. 15:61Mad 14:29; 2Mak 26:22
2 Madz. 15:7Isa 6:1
2 Madz. 15:72Mak 26:23
2 Madz. 15:82Mad 14:21
2 Madz. 15:82Mad 14:29
2 Madz. 15:92Mad 13:2; 14:24
2 Madz. 15:91Mad 12:28; 13:33
2 Madz. 15:9Eks 32:21; 1Mad 14:16
2 Madz. 15:10Nu 35:20; Dhe 19:11
2 Madz. 15:10Ho 1:4; Amo 7:9
2 Madz. 15:10Jos 17:11; 2Mad 9:27
2 Madz. 15:111Mad 14:19
2 Madz. 15:12Isa 14:27; 44:26; 55:11
2 Madz. 15:122Mad 10:30
2 Madz. 15:122Mad 13:1, 10; 14:23, 29
2 Madz. 15:12Nu 23:19
2 Madz. 15:132Mak 26:1; Mt 1:8
2 Madz. 15:13Ho 5:7
2 Madz. 15:142Mad 15:17
2 Madz. 15:141Mad 14:17; 15:21; 16:8, 17
2 Madz. 15:142Mad 15:10
2 Madz. 15:15Dhe 19:11
2 Madz. 15:162Mad 8:12; Amo 1:13
2 Madz. 15:172Mad 15:13
2 Madz. 15:181Mad 11:38
2 Madz. 15:181Mad 12:28; 13:33
2 Madz. 15:18Eks 32:21; 1Mad 14:16
2 Madz. 15:191Mak 5:26
2 Madz. 15:19Ge 2:14; 2Mad 17:23
2 Madz. 15:19Dhe 28:45; 2Mad 12:18; 16:8
2 Madz. 15:191Mad 16:24
2 Madz. 15:19Jer 17:5
2 Madz. 15:202Mad 23:35
2 Madz. 15:212Mad 15:14
2 Madz. 15:211Mad 14:19; 1VaK 10:11
2 Madz. 15:222Mad 15:26
2 Madz. 15:23Job 20:5; Zvi 28:2
2 Madz. 15:241Mad 11:38; 2Mad 15:28
2 Madz. 15:241Mad 12:28; 13:33
2 Madz. 15:241Mad 14:16
2 Madz. 15:252Mak 28:6
2 Madz. 15:252Mad 7:17; 9:25
2 Madz. 15:25Nu 35:20; Dhe 19:11
2 Madz. 15:251Mad 16:18
2 Madz. 15:261Mad 14:19
2 Madz. 15:272Mak 28:6; Isa 7:1
2 Madz. 15:27Isa 7:4, 9
2 Madz. 15:28Mup 12:13
2 Madz. 15:281Mad 12:28; 13:33
2 Madz. 15:28Eks 20:3; 1Mad 14:16
2 Madz. 15:292Mad 16:7; 1Mak 5:6, 26; 2Mak 28:20
2 Madz. 15:29Isa 8:4
2 Madz. 15:291Mad 15:20
2 Madz. 15:292Sa 20:18; 1Mad 15:20
2 Madz. 15:29Jos 19:37; 20:7
2 Madz. 15:29Jos 11:10; Vat 4:2
2 Madz. 15:29Nu 32:40; Dhe 3:15
2 Madz. 15:29Jos 20:7; 1Mad 9:11; Isa 9:1; Mt 4:15
2 Madz. 15:29Jos 19:32
2 Madz. 15:29Re 26:38; Dhe 28:64; 2Mad 17:23
2 Madz. 15:302Mad 17:1
2 Madz. 15:30Dhe 19:11
2 Madz. 15:30Mt 26:52
2 Madz. 15:302Mak 27:1
2 Madz. 15:311Mad 14:19
2 Madz. 15:321Mak 3:12; 2Mak 27:7; Mt 1:9
2 Madz. 15:322Mad 14:21; 15:1; 1Mak 3:12
2 Madz. 15:332Mak 27:1
2 Madz. 15:34Dhe 28:1; Mup 12:13
2 Madz. 15:342Mak 27:2
2 Madz. 15:35Nu 33:52; Dhe 12:14; 2Mak 6:6; 32:12
2 Madz. 15:352Mak 27:3
2 Madz. 15:362Mad 15:6; 2Mak 27:7
2 Madz. 15:37Dhe 28:49; Pis 78:49; Isa 10:5; Jer 43:10
2 Madz. 15:372Mad 16:5; Isa 7:2
2 Madz. 15:372Mad 15:27; 2Mak 28:6; Isa 7:1
2 Madz. 15:381Mad 14:31
2 Madz. 15:381Mak 3:13
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
  • 36
  • 37
  • 38
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
2 Madzimambo 15:1-38

2 Madzimambo

15 Mugore rechimakumi maviri nemanomwe raJerobhoamu mambo waIsraeri, Azariya+ mwanakomana waAmaziya+ mambo waJudha akava mambo. 2 Akanga aine makore gumi nematanhatu paakatanga kutonga, uye akatonga kwemakore makumi mashanu nemaviri ari muJerusarema.+ Amai vake vainzi Jekoriya wokuJerusarema. 3 Iye akaramba achiita zvakarurama pamberi paJehovha, maererano nezvose zvakanga zvaitwa nababa vake Amaziya.+ 4 Asi nzvimbo dzakakwirira hadzina kubviswa.+ Vanhu vakanga vachiri kubayira zvibayiro nokukwidzira utsi hwezvibayiro panzvimbo dzakakwirira.+ 5 Jehovha akazorova mambo nedenda,+ akaramba aine maperembudzi+ kusvikira pazuva raakafa, uye akaramba achigara muimba yake asingachaiti mabasa,+ Jotamu+ mwanakomana wamambo paaitarisira imba yacho, achitonga+ vanhu vomunyika yacho. 6 Mamwe mabasa ose aAzariya nezvose zvaakaita, hazvina kunyorwa here mubhuku+ remabasa emazuva emadzimambo aJudha? 7 Azariya akazorara nemadzitateguru ake,+ vakamuviga pamwe chete nemadzitateguru ake muGuta raDhavhidhi; uye mwanakomana wake Jotamu akatanga kutonga panzvimbo pake.+

8 Mugore rechimakumi matatu nemasere raAzariya+ mambo waJudha, Zekariya+ mwanakomana waJerobhoamu akava mambo waIsraeri muSamariya kwemwedzi mitanhatu. 9 Akaita zvakaipa pamberi paJehovha, sezvakanga zvaitwa nemadzitateguru ake.+ Haana kurega zvivi zvaJerobhoamu+ mwanakomana waNebhati, zvaakatadzisa Israeri nazvo.+ 10 Zvino Sharumu mwanakomana waJabheshi akamumukira,+ akamubaya+ kuIbreyamu,+ akamuuraya, akatanga kutonga panzvimbo pake. 11 Mamwe mabasa ose aZekariya, akanyorwa mubhuku+ remabasa emazuva emadzimambo aIsraeri. 12 Iroro ndiro raiva shoko+ raJehovha raakanga audza Jehu, achiti:+ “Vanakomana+ vachagara pachigaro choumambo chaIsraeri nokuda kwako kusvikira kuchizvarwa chechina.” Zvakaitika saizvozvo.+

13 Zvino Sharumu mwanakomana waJabheshi, akava mambo mugore rechimakumi matatu nemapfumbamwe raUziya+ mambo waJudha, akaramba achitonga kwomwedzi uzere ari muSamariya.+ 14 Menahemu+ mwanakomana waGadhi akabva auya achibva kuTiza+ akasvika kuSamariya, akabaya Sharumu+ mwanakomana waJabheshi ari muSamariya, akamuuraya; uye iye akatanga kutonga panzvimbo pake. 15 Mamwe mabasa ose aSharumu nokumukira+ kwake kwaakaita, zvakanyorwa mubhuku remabasa emazuva emadzimambo aIsraeri. 16 Panguva iyoyo Menahemu ndipo paakaparadza Tifsa nezvose zvaiva mariri nenharaunda yaro kubvira kuTiza, nokuti harina kumuzarurira, iye akariparadza. Akatumbura vakadzi varo vose vaiva nepamuviri.+

17 Mugore rechimakumi matatu nemapfumbamwe+ raAzariya mambo waJudha, Menahemu mwanakomana waGadhi akava mambo waIsraeri kwemakore gumi ari muSamariya. 18 Akaramba achiita zvakaipa pamberi paJehovha.+ Haana kurega zvivi zvose zvaJerobhoamu+ mwanakomana waNebhati, zvaakatadzisa Israeri nazvo,+ mazuva ake ose. 19 Puri+ mambo weAsiriya+ akauya munyika. Naizvozvo Menahemu akapa+ Puri matarenda esirivha+ chiuru, kuti amubatsire kusimbisa umambo hwake.+ 20 Naizvozvo Menahemu akatora sirivha yacho kuvaIsraeri, akaitora kuvarume vose vaiva nesimba, vakanga vakashinga,+ kuti ape mambo weAsiriya mashekeri esirivha makumi mashanu nokuda kwomurume mumwe nomumwe. Mambo weAsiriya akabva adzokera, haana kugara munyika yacho. 21 Mamwe mabasa ose aMenahemu+ nezvose zvaakaita, hazvina kunyorwa here mubhuku+ remabasa emazuva emadzimambo aIsraeri? 22 Menahemu akazorara nemadzitateguru ake, mwanakomana wake Pekahiya+ akatanga kutonga panzvimbo pake.

23 Mugore rechimakumi mashanu raAzariya mambo waJudha, Pekahiya mwanakomana waMenahemu akava mambo waIsraeri muSamariya kwemakore maviri.+ 24 Akaramba achiita zvakaipa pamberi paJehovha.+ Haana kurega zvivi zvaJerobhoamu+ mwanakomana waNebhati, zvaakatadzisa Israeri nazvo.+ 25 Peka+ mwanakomana waRemariya mubatsiri+ wake akabva amumukira,+ akamuurayira muSamariya mushongwe yokugara yeimba yamambo+ aina Agobhu naAriye, uye aiva nevarume makumi mashanu vevanakomana vokuGiriyedhi. Naizvozvo akamuuraya, akatanga kutonga panzvimbo pake. 26 Mamwe mabasa ose aPekahiya nezvose zvaakaita, zvakanyorwa mubhuku+ remabasa emazuva emadzimambo aIsraeri.

27 Mugore rechimakumi mashanu nemaviri raAzariya mambo waJudha, Peka+ mwanakomana waRemariya+ akava mambo waIsraeri muSamariya kwemakore makumi maviri. 28 Akaramba achiita zvakaipa pamberi paJehovha.+ Haana kurega zvivi zvaJerobhoamu+ mwanakomana waNebhati, zvaakatadzisa Israeri nazvo.+ 29 Mumazuva aPeka mambo waIsraeri, Tigrati-pireseri+ mambo weAsiriya+ akauya, akatora Ijoni+ neAbheri-bheti-maaka+ neJanoa neKedheshi+ neHazori+ neGiriyedhi+ neGarireya,+ nyika yose yaNaftari,+ akavatapa, akaenda navo kuAsiriya.+ 30 Hoshea+ mwanakomana waEraa akazomukira+ Peka mwanakomana waRemariya, akamubaya,+ akamuuraya; uye akatanga kutonga panzvimbo pake mugore rechimakumi maviri raJotamu+ mwanakomana waUziya. 31 Mamwe mabasa ose aPeka nezvose zvaakaita, zvakanyorwa mubhuku+ remabasa emazuva emadzimambo aIsraeri.

32 Mugore rechipiri raPeka mwanakomana waRemariya mambo waIsraeri, Jotamu+ mwanakomana waUziya+ mambo waJudha akava mambo. 33 Akanga aine makore makumi maviri nemashanu paakatanga kutonga, uye akatonga kwemakore gumi nematanhatu ari muJerusarema. Amai vake vainzi Jerusha, mwanasikana waZadhoki.+ 34 Akaramba achiita zvakarurama pamberi paJehovha.+ Akaita maererano nezvose zvakanga zvaitwa nababa vake Uziya.+ 35 Asi nzvimbo dzakakwirira hadzina kubviswa. Vanhu vakanga vachiri kubayira zvibayiro uye kukwidzira utsi hwezvibayiro panzvimbo dzakakwirira.+ Ndiye akavaka gedhi rokumusoro reimba yaJehovha.+ 36 Mamwe mabasa ose aJotamu, zvaakaita, hazvina kunyorwa here mubhuku remabasa emazuva emadzimambo aJudha?+ 37 Mumazuva iwayo Jehovha akatanga kutuma+ Rezini+ mambo weSiriya naPeka+ mwanakomana waRemariya kunorwisa Judha. 38 Jotamu akazorara nemadzitateguru ake, akavigwa pamwe chete nemadzitateguru ake muGuta raDhavhidhi tateguru vake;+ uye mwanakomana wake Ahazi+ akatanga kutonga panzvimbo pake.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe