2 Madzimambo 18:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Zvino mugore rechitatu raHoshea+ mwanakomana waEraa mambo waIsraeri, Hezekiya+ mwanakomana waAhazi+ mambo waJudha akava mambo. 1 Makoronike 3:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 aiva nomwanakomana ainzi Ahazi,+ aiva nomwanakomana ainzi Hezekiya,+ aiva nomwanakomana ainzi Manase,+
18 Zvino mugore rechitatu raHoshea+ mwanakomana waEraa mambo waIsraeri, Hezekiya+ mwanakomana waAhazi+ mambo waJudha akava mambo.
13 aiva nomwanakomana ainzi Ahazi,+ aiva nomwanakomana ainzi Hezekiya,+ aiva nomwanakomana ainzi Manase,+