Pisarema 6:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Ibvai kwandiri, imi mose vanoita zvinhu zvinokuvadza,+Nokuti Jehovha achanzwa inzwi rokuchema kwangu.+ Ruka 13:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Asi iye achataura, oti kwamuri, ‘Handizivi kwamunobva. Ibvai kwandiri, imi mose vanoita zvisina kururama!’+ 1 Johani 3:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Munhu wose ane tsika yokuita chivi+ ari kuvawo netsika yokusateerera mutemo,+ naizvozvo chivi+ kusateerera mutemo.
8 Ibvai kwandiri, imi mose vanoita zvinhu zvinokuvadza,+Nokuti Jehovha achanzwa inzwi rokuchema kwangu.+
27 Asi iye achataura, oti kwamuri, ‘Handizivi kwamunobva. Ibvai kwandiri, imi mose vanoita zvisina kururama!’+
4 Munhu wose ane tsika yokuita chivi+ ari kuvawo netsika yokusateerera mutemo,+ naizvozvo chivi+ kusateerera mutemo.