Mako 1:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Ivo vakashamiswa nemadzidzisiro ake,+ nokuti imomo akanga achivadzidzisa somunhu ane chiremera, kwete sevanyori.+ Ruka 4:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 uye vakashamiswa nemadzidzisiro ake,+ nokuti kutaura kwake kwakanga kuine chiremera.+
22 Ivo vakashamiswa nemadzidzisiro ake,+ nokuti imomo akanga achivadzidzisa somunhu ane chiremera, kwete sevanyori.+