Ruka 9:58 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 58 Jesu akati kwaari: “Makava ane maguru uye shiri dzokudenga dzine pokugara, asi Mwanakomana womunhu haana pokuisa musoro wake.”+ 2 VaKorinde 8:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokuti munoziva mutsa usina kukodzera kuwanwa waShe wedu Jesu Kristu, kuti kunyange akanga akapfuma akava murombo nokuda kwenyu,+ kuti muve vapfumi+ nourombo hwake.
58 Jesu akati kwaari: “Makava ane maguru uye shiri dzokudenga dzine pokugara, asi Mwanakomana womunhu haana pokuisa musoro wake.”+
9 Nokuti munoziva mutsa usina kukodzera kuwanwa waShe wedu Jesu Kristu, kuti kunyange akanga akapfuma akava murombo nokuda kwenyu,+ kuti muve vapfumi+ nourombo hwake.