Ruka 5:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Zvino pashure pezvinhu izvi, iye akabuda, akaona muteresi ainzi Revhi akagara pahofisi yomutero, akati kwaari: “Iva muteveri wangu.”+ Ruka 5:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Achisiya zvinhu zvose+ akasimuka, akatanga kumutevera.
27 Zvino pashure pezvinhu izvi, iye akabuda, akaona muteresi ainzi Revhi akagara pahofisi yomutero, akati kwaari: “Iva muteveri wangu.”+