Mateu 26:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Munoziva kuti mazuva maviri kubva zvino paseka ichaitika,+ uye Mwanakomana womunhu achaiswa kwavari kuti arovererwe.”+ Ruka 17:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Zvino akati kuvadzidzi: “Mazuva achauya pamuchada kuona rimwe remazuva oMwanakomana womunhu asi hamuzorioni.+
2 “Munoziva kuti mazuva maviri kubva zvino paseka ichaitika,+ uye Mwanakomana womunhu achaiswa kwavari kuti arovererwe.”+
22 Zvino akati kuvadzidzi: “Mazuva achauya pamuchada kuona rimwe remazuva oMwanakomana womunhu asi hamuzorioni.+