Mateu 28:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Jesu akaswedera pedyo, akataura navo, achiti: “Ndakapiwa simba rose+ kudenga nepanyika. Ruka 10:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Zvinhu zvose zvakaiswa+ kwandiri naBaba vangu, kuti Mwanakomana ndiani hapana anoziva kunze kwaBaba;+ uye kuti Baba ndiani, hapana anoziva kunze kwoMwanakomana,+ uye munhu uyo Mwanakomana anenge ada kuzarurira.” Johani 10:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 sokundiziva kunoita Baba neni ndichiziva Baba;+ uye ndinopa mweya wangu nokuda kwemakwai.+ 1 Johani 5:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Asi tinoziva kuti Mwanakomana waMwari akauya,+ uye akatipa simba rokuva vakangwara+ kuti tizive iye wechokwadi.+ Isu tiri pamwe+ naiye wechokwadi, tichishandisa Mwanakomana wake Jesu Kristu. Uyu ndiye Mwari wechokwadi+ noupenyu husingaperi.+
22 Zvinhu zvose zvakaiswa+ kwandiri naBaba vangu, kuti Mwanakomana ndiani hapana anoziva kunze kwaBaba;+ uye kuti Baba ndiani, hapana anoziva kunze kwoMwanakomana,+ uye munhu uyo Mwanakomana anenge ada kuzarurira.”
20 Asi tinoziva kuti Mwanakomana waMwari akauya,+ uye akatipa simba rokuva vakangwara+ kuti tizive iye wechokwadi.+ Isu tiri pamwe+ naiye wechokwadi, tichishandisa Mwanakomana wake Jesu Kristu. Uyu ndiye Mwari wechokwadi+ noupenyu husingaperi.+