Mateu 28:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Jesu akaswedera pedyo, akataura navo, achiti: “Ndakapiwa simba rose+ kudenga nepanyika. Johani 3:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Baba vanoda+ Mwanakomana uye vakaisa zvinhu zvose muruoko rwake.+