Hosiya 11:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “Israeri paaiva mukomana, ndakamuda,+ uye ndakashevedza mwanakomana wangu kuti abude muIjipiti.+