Mako 7:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Iye akati kwaari: “Nokuti wataura izvi, chienda; dhimoni rabuda mumwanasikana wako.”+ Johani 4:53 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 53 Naizvozvo baba vacho vakaziva kuti yakanga iri awa iyoyo chaiyo+ iyo Jesu akati kwavari: “Mwana wako mupenyu.” Zvino iye neveimba yake yose vakatenda.+
53 Naizvozvo baba vacho vakaziva kuti yakanga iri awa iyoyo chaiyo+ iyo Jesu akati kwavari: “Mwana wako mupenyu.” Zvino iye neveimba yake yose vakatenda.+