Isaya 55:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Munhu akaipa ngaasiye nzira yake,+ uye munhu anokuvadza ngaasiye kufunga kwake;+ uye ngaadzokere kuna Jehovha, iye achamunzwira ngoni,+ uye kuna Mwari wedu, nokuti achakanganwira zvikuru.+
7 Munhu akaipa ngaasiye nzira yake,+ uye munhu anokuvadza ngaasiye kufunga kwake;+ uye ngaadzokere kuna Jehovha, iye achamunzwira ngoni,+ uye kuna Mwari wedu, nokuti achakanganwira zvikuru.+