2 Makoronike 7:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 uye vanhu vangu+ vave vachishevedzwa nezita rangu+ vakazvininipisa,+ vakanyengetera,+ vakatsvaka chiso changu,+ vakatendeuka panzira dzavo dzakaipa,+ ndichabva ndanzwa ndiri kumatenga+ ndokanganwira chivi chavo,+ ndoporesa nyika yavo.+ Ezekieri 18:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 “‘Zvino kana munhu akaipa akatendeuka pazvivi zvake zvose zvaakaita,+ akachengeta mirau yangu yose, oruramisira uye oita zvakarurama,+ chokwadi iye acharamba achirarama. Haazofi.+ Mabasa 3:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 “Naizvozvo, pfidzai,+ mutendeuke+ kuti zvivi zvenyu zvidzimwe,+ kuti mwaka yokusimbaradzwa+ iuye ichibva kuna iye Jehovha
14 uye vanhu vangu+ vave vachishevedzwa nezita rangu+ vakazvininipisa,+ vakanyengetera,+ vakatsvaka chiso changu,+ vakatendeuka panzira dzavo dzakaipa,+ ndichabva ndanzwa ndiri kumatenga+ ndokanganwira chivi chavo,+ ndoporesa nyika yavo.+
21 “‘Zvino kana munhu akaipa akatendeuka pazvivi zvake zvose zvaakaita,+ akachengeta mirau yangu yose, oruramisira uye oita zvakarurama,+ chokwadi iye acharamba achirarama. Haazofi.+
19 “Naizvozvo, pfidzai,+ mutendeuke+ kuti zvivi zvenyu zvidzimwe,+ kuti mwaka yokusimbaradzwa+ iuye ichibva kuna iye Jehovha