Mateu 9:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Jesu zvaakanga achipfuura achibva ipapo, mapofu maviri+ akamutevera, achishevedzera, achiti: “Tinzwirei ngoni,+ Mwanakomana waDhavhidhi.” Mateu 21:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Vapristi vakuru nevanyori pavakaona zvinhu zvinoshamisa zvaakaita+ uye vakomana vakanga vachishevedzera mutemberi vachiti: “Tapota, ponesai,+ Mwanakomana waDhavhidhi!”+ vakatsamwa,
27 Jesu zvaakanga achipfuura achibva ipapo, mapofu maviri+ akamutevera, achishevedzera, achiti: “Tinzwirei ngoni,+ Mwanakomana waDhavhidhi.”
15 Vapristi vakuru nevanyori pavakaona zvinhu zvinoshamisa zvaakaita+ uye vakomana vakanga vachishevedzera mutemberi vachiti: “Tapota, ponesai,+ Mwanakomana waDhavhidhi!”+ vakatsamwa,