Mateu 8:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 asi vanakomana voumambo+ vachakandwa murima riri kunze. Imomo ndimo mavachasvimha misodzi vari nokugeda-geda mazino avo.”+ Mateu 22:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Naizvozvo endai kumigwagwa inobuda muguta, uye kokerai vanhu vose vamunowana kumutambo womuchato.’+ VaHebheru 8:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 isina kufanana nesungano+ yandakaita nemadzitateguru avo pazuva randakabata maoko avo kuti ndivabudise munyika yeIjipiti,+ nokuti havana kuramba vari musungano yangu,+ zvokuti ndakabva ndarega kuvatarisira,’ ndizvo zvinotaura Jehovha.”+
12 asi vanakomana voumambo+ vachakandwa murima riri kunze. Imomo ndimo mavachasvimha misodzi vari nokugeda-geda mazino avo.”+
9 Naizvozvo endai kumigwagwa inobuda muguta, uye kokerai vanhu vose vamunowana kumutambo womuchato.’+
9 isina kufanana nesungano+ yandakaita nemadzitateguru avo pazuva randakabata maoko avo kuti ndivabudise munyika yeIjipiti,+ nokuti havana kuramba vari musungano yangu,+ zvokuti ndakabva ndarega kuvatarisira,’ ndizvo zvinotaura Jehovha.”+