Mateu 12:46 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 46 Achiri kutaura nemapoka evanhu, tarira! amai vake nevanun’una vake+ vakamira kunze vachitsvaka kutaura naye. Ruka 8:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Zvino amai vake nevanun’una vake+ vakauya kwaari, asi havana kukwanisa kusvika paaiva nokuda kweboka revanhu.+
46 Achiri kutaura nemapoka evanhu, tarira! amai vake nevanun’una vake+ vakamira kunze vachitsvaka kutaura naye.
19 Zvino amai vake nevanun’una vake+ vakauya kwaari, asi havana kukwanisa kusvika paaiva nokuda kweboka revanhu.+