2 VaKorinde 2:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 kuti tirege kunyengerwa naSatani,+ nokuti mazano ake tinoaziva.+ 1 Petro 5:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Svinurirai, rindai.+ Mhandu yenyu Dhiyabhorosi, inofamba-famba seshumba inodzvova, ichitsvaka kudya mumwe munhu.+
8 Svinurirai, rindai.+ Mhandu yenyu Dhiyabhorosi, inofamba-famba seshumba inodzvova, ichitsvaka kudya mumwe munhu.+