Mateu 13:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Kana iri iya yakadyarwa pakati peminzwa, uyu ndiye anonzwa shoko, asi kuzvidya mwoyo nezvinhu zvomumamiriro ezvinhu epanguva ino+ nesimba rinonyengera repfuma zvinovhunga shoko, uye haabereki zvibereko.+ Ruka 8:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Kana iri iya yakawira pakati peminzwa, iyi ndivo vaya vakanzwa, asi, nokuda kwokutsauswa nokuzvidya mwoyo uye pfuma nemafaro+ zvoupenyu huno, vanovhungwa zvachose, vokundikana kuva nechimwe chinhu chakakwana.+
22 Kana iri iya yakadyarwa pakati peminzwa, uyu ndiye anonzwa shoko, asi kuzvidya mwoyo nezvinhu zvomumamiriro ezvinhu epanguva ino+ nesimba rinonyengera repfuma zvinovhunga shoko, uye haabereki zvibereko.+
14 Kana iri iya yakawira pakati peminzwa, iyi ndivo vaya vakanzwa, asi, nokuda kwokutsauswa nokuzvidya mwoyo uye pfuma nemafaro+ zvoupenyu huno, vanovhungwa zvachose, vokundikana kuva nechimwe chinhu chakakwana.+