RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 6:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 Nokuti pane pfuma yako, ndipowo pachava nomwoyo wako.

  • Mako 4:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 asi kuzvidya mwoyo+ nezvinhu zvomumamiriro ezvinhu epanguva ino nesimba rinonyengera repfuma+ noruchiva+ rwezvimwe zvinhu zvose zvinopinda, zvovhunga shoko racho, uye haribereki zvibereko.+

  • Mako 10:23
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 23 Pashure pokutarira-tarira Jesu akati kuvadzidzi vake: “Chichava chinhu chakaoma sei kuti vaya vane mari+ vapinde muumambo hwaMwari!”+

  • Ruka 8:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Kana iri iya yakawira pakati peminzwa, iyi ndivo vaya vakanzwa, asi, nokuda kwokutsauswa nokuzvidya mwoyo uye pfuma nemafaro+ zvoupenyu huno, vanovhungwa zvachose, vokundikana kuva nechimwe chinhu chakakwana.+

  • 1 Timoti 6:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Zvisinei, vaya vakatsunga kupfuma vanowira mumuedzo+ nomumusungo nomukuchiva zvinhu zvizhinji zvoupenzi nezvinokuvadza,+ zvinonyudza vanhu mukuparadzwa nomukurasikirwa.+

  • 2 Timoti 4:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Nokuti Dhemasi+ akandisiya nokuti akada mamiriro+ ezvinhu epanguva ino, uye akaenda kuTesaronika; Kresenzi kuGaratiya,+ Tito kuDharimatiya.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe