Mako 6:41 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 41 Zvino achitora zvingwa zvishanu nehove mbiri akatarira kudenga, akakumbira chikomborero,+ uye akamedura+ zvingwa, akatanga kuzvipa vadzidzi, kuti izvi zviiswe pamberi pevanhu; uye hove mbiri akadzigovera vose. Johani 17:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Jesu akataura zvinhu izvi, uye, achitarira kudenga,+ akati: “Baba, awa yasvika; kudzai mwanakomana wenyu, kuti mwanakomana wenyu akukudzei,+
41 Zvino achitora zvingwa zvishanu nehove mbiri akatarira kudenga, akakumbira chikomborero,+ uye akamedura+ zvingwa, akatanga kuzvipa vadzidzi, kuti izvi zviiswe pamberi pevanhu; uye hove mbiri akadzigovera vose.
17 Jesu akataura zvinhu izvi, uye, achitarira kudenga,+ akati: “Baba, awa yasvika; kudzai mwanakomana wenyu, kuti mwanakomana wenyu akukudzei,+