Mateu 17:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Achipindura, iye akati: “Chokwadi, Eriya ari kuuya uye achadzorera zvinhu zvose.+