Ruka 9:42 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 Asi kunyange zvaakanga ava kusvika, dhimoni racho rakamurovera pasi, rikaita kuti agwinhe zvine simba. Zvisinei, Jesu akatuka mudzimu wacho usina kuchena, akaporesa mukomana wacho, akamuisa kuna baba vake.+
42 Asi kunyange zvaakanga ava kusvika, dhimoni racho rakamurovera pasi, rikaita kuti agwinhe zvine simba. Zvisinei, Jesu akatuka mudzimu wacho usina kuchena, akaporesa mukomana wacho, akamuisa kuna baba vake.+