Mateu 18:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Muawa iyoyo vadzidzi vakaswedera pedyo naJesu, vakati: “Ndiani mukuru kuna vose muumambo hwokumatenga?”+ Mateu 20:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Zvakafanana noMwanakomana womunhu asina kuuya kuzoshumirwa, asi kuzoshumira+ nokupa mweya wake kuti uve rudzikinuro mukutsinhana nevazhinji.”+ Mako 10:43 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 43 Izvi hazvina kudaro pakati penyu; asi munhu wose anoda kuva mukuru pakati penyu anofanira kuva mushumiri wenyu,+ Ruka 9:46 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 46 Zvino vakafunga pakati pavo kuti ndiani aizova mukuru pana vose.+ VaFiripi 2:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Kupfuura izvozvo, paakazviwana ava somunhu,+ akazvininipisa, akateerera kusvikira parufu,+ chokwadi, rufu padanda rokutambudzikira.+
18 Muawa iyoyo vadzidzi vakaswedera pedyo naJesu, vakati: “Ndiani mukuru kuna vose muumambo hwokumatenga?”+
28 Zvakafanana noMwanakomana womunhu asina kuuya kuzoshumirwa, asi kuzoshumira+ nokupa mweya wake kuti uve rudzikinuro mukutsinhana nevazhinji.”+
43 Izvi hazvina kudaro pakati penyu; asi munhu wose anoda kuva mukuru pakati penyu anofanira kuva mushumiri wenyu,+
8 Kupfuura izvozvo, paakazviwana ava somunhu,+ akazvininipisa, akateerera kusvikira parufu,+ chokwadi, rufu padanda rokutambudzikira.+