Ruka 17:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Vanhu vachati kwamuri, ‘Onai uko!’ kana kuti, ‘Onai pano!’+ Musabuda kana kuvatevera.+ Ruka 21:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Iye akati: “Chenjerai kuti hamutsauswi;+ nokuti vazhinji vachauya nezita rangu, vachiti, ‘Ndini iye,’ uye, ‘Nguva yakakodzera yaswedera.’+ Musavatevera.
8 Iye akati: “Chenjerai kuti hamutsauswi;+ nokuti vazhinji vachauya nezita rangu, vachiti, ‘Ndini iye,’ uye, ‘Nguva yakakodzera yaswedera.’+ Musavatevera.