Jobho 3:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 “Zuva randakaberekwa ngariparare,+Nousiku hwakataura mumwe munhu achiti, ‘Kwanambwa munhurume!’ Mateu 26:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Chokwadi, Mwanakomana womunhu ari kuenda, sokunyorwa kwazvakaitwa+ pamusoro pake, asi ane nhamo+ munhu iyeye anotengesa Mwanakomana womunhu!+ Zvaizova zvakamunakira kwazvo kudai munhu iyeye akanga asina kuberekwa.”
24 Chokwadi, Mwanakomana womunhu ari kuenda, sokunyorwa kwazvakaitwa+ pamusoro pake, asi ane nhamo+ munhu iyeye anotengesa Mwanakomana womunhu!+ Zvaizova zvakamunakira kwazvo kudai munhu iyeye akanga asina kuberekwa.”