Mateu 17:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Kwapera mazuva matanhatu, Jesu akaenda naPetro naJakobho naJohani munun’una wake, akakwira navo mugomo refu refu vari voga.+
17 Kwapera mazuva matanhatu, Jesu akaenda naPetro naJakobho naJohani munun’una wake, akakwira navo mugomo refu refu vari voga.+