Mateu 26:45 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 45 Akabva adzoka kuvadzidzi akati kwavari: “Panguva yakaita seino muri kurara muchizorora henyu! Tarirai! Awa yaswedera pedyo yokuti Mwanakomana womunhu atengeswe mumaoko evatadzi.+
45 Akabva adzoka kuvadzidzi akati kwavari: “Panguva yakaita seino muri kurara muchizorora henyu! Tarirai! Awa yaswedera pedyo yokuti Mwanakomana womunhu atengeswe mumaoko evatadzi.+