Mateu 9:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Vadzidzi vaJohani vakabva vauya kwaari, vakabvunza kuti: “Nei isu nevaFarisi tiine tsika yokutsanya asi vadzidzi venyu vasingatsanyi?”+ Ruka 5:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Ivo vakati kwaari: “Vadzidzi vaJohani vanotsanya kazhinji uye vanoteterera, ndizvo zvinoitawo vevaFarisi, asi vako vanodya nokunwa.”+
14 Vadzidzi vaJohani vakabva vauya kwaari, vakabvunza kuti: “Nei isu nevaFarisi tiine tsika yokutsanya asi vadzidzi venyu vasingatsanyi?”+
33 Ivo vakati kwaari: “Vadzidzi vaJohani vanotsanya kazhinji uye vanoteterera, ndizvo zvinoitawo vevaFarisi, asi vako vanodya nokunwa.”+