Mateu 27:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Asi vapristi vakuru nevarume vakuru vakanyengetedza mapoka evanhu kuti vakumbire Bharabhasi,+ asi kuti vaite kuti Jesu aparadzwe. Mabasa 3:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Chokwadi, makaramba munhu mutsvene iyeye uye akarurama,+ mukakumbira kuti mupiwe henyu munhu aiva mhondi,+
20 Asi vapristi vakuru nevarume vakuru vakanyengetedza mapoka evanhu kuti vakumbire Bharabhasi,+ asi kuti vaite kuti Jesu aparadzwe.
14 Chokwadi, makaramba munhu mutsvene iyeye uye akarurama,+ mukakumbira kuti mupiwe henyu munhu aiva mhondi,+