RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 9:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Hapana munhu anosonera chigamba chejira idzva panguo yokunze tsaru; nokuti simba racho rose ringakweva nguo yacho yokunze, uye ingawedzera kubvaruka.+

  • Ruka 5:36
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 36 Uyezve, akabva avapa mufananidzo achiti: “Hapana munhu anocheka chigamba panguo yokunze itsva ochisonera panguo yokunze tsaru; asi kana akadaro, chigamba chitsva chinobva chaibvarura uye chigamba chinenge chatorwa panguo itsva hachifanani neyekare.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe