Ruka 23:49 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 49 Zvakare, vose vaya vaimuziva vakanga vamire kure zvishoma.+ Uyewo vakadzi, vaya vakanga vamutevera vari pamwe chete kubva kuGarireya, vakanga vakamira vachiona zvinhu izvi.+
49 Zvakare, vose vaya vaimuziva vakanga vamire kure zvishoma.+ Uyewo vakadzi, vaya vakanga vamutevera vari pamwe chete kubva kuGarireya, vakanga vakamira vachiona zvinhu izvi.+