Mateu 27:55 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 55 Zvakare, vakadzi vazhinji vakanga varipo vachiona vari kure zvishoma,+ vakanga vauya pamwe chete naJesu vachibva kuGarireya kuzomushumira;+ Mako 15:40 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 40 Paivawo nevakadzi vakanga vachiona vari kure zvishoma,+ pakati pavo paiva naMariya Magadharini naMariya amai vaJakobho Muduku nevaJosesi, naSarome,+ Ruka 8:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 uye vamwe vakadzi+ vakanga vaporeswa pamidzimu yakaipa uye pazvirwere vaiti, Mariya ainzi Magadharini, akanga abuda madhimoni manomwe,+
55 Zvakare, vakadzi vazhinji vakanga varipo vachiona vari kure zvishoma,+ vakanga vauya pamwe chete naJesu vachibva kuGarireya kuzomushumira;+
40 Paivawo nevakadzi vakanga vachiona vari kure zvishoma,+ pakati pavo paiva naMariya Magadharini naMariya amai vaJakobho Muduku nevaJosesi, naSarome,+
2 uye vamwe vakadzi+ vakanga vaporeswa pamidzimu yakaipa uye pazvirwere vaiti, Mariya ainzi Magadharini, akanga abuda madhimoni manomwe,+