Mateu 5:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 nokuti chokwadi ndinoti kwamuri nokukurumidza denga nenyika zvingapfuura,+ pane kuti bhii rimwe chete duku pane ose kana kuti kachikamu kebhii kapfuure paMutemo zvinhu zvose zvisina kuitika.+
18 nokuti chokwadi ndinoti kwamuri nokukurumidza denga nenyika zvingapfuura,+ pane kuti bhii rimwe chete duku pane ose kana kuti kachikamu kebhii kapfuure paMutemo zvinhu zvose zvisina kuitika.+